Sr Elizabeth T. Ngun'u (SJI)
Chorus
M: Mambo Yesu Kristo mununuri wangu V: S/A Makabaiwa mukabvisa matadzo edu ose, zvino muchiri mukati mangu donatsai mweya womutadzi uno kuti ave mutsvene kwazvo. T Makabaiwa mukabvisa matadzo edu-u, muchiri mukati mangu donatsai-i mweya womutadzi-i ave mutsvene kwazvo. B Makabaiwa mukabvisa matadzo edu ose, zvino muchiri mukati mangu donatsai mweya womutadzi uno kuti ave mutsvene kwazvo.
1
Ndipeiwo kuteerera nokuchengeta mitemo yenyu-u
2
Ndingoita zvamunoda zvoga, ndingoita zvamunoda zvoga
3
Svinudzai meso angu-u kuti ndione kuti rudo rwenyu rwakawanda sei
4
Mukufara kana mukutambudzika kana mukufa ivai neni Mambo
5
Ndinoda kufira-a mumaoka enyu ,ndive wenyu kwete zvino chete asi zvisingazopera
Chorus
B Itai kuti kuputirwa nemifaro yapasi pano inopfuura isina nechimuko chose x2 S/A --- Ndirege kuputirwa nemifaro yapasi pano inopfuura isina nechimiko chose x2 T --- Itai kuti kuputirwa nemifaro isina nechimuko chose x2
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.