G. Machingauta
Chorus
M Mambo Yesu-u V: S/A Mushanyiri wedu mukuru Mambo Yesu mazadzisazve mhiko yenyu yokuti --- nyama yangu nokunwa ropa rangu anoramba ari mandiri neniwo ndiri maari B Mushanyiri Mambo Yesu mazadzisazve mhiko yenyu anodya nyama yangu --- ropa rangu anoramba ari mandiri neniwo ndiri maari
1
Unodya nyama yangu nokunwa ropa rangu uchararama nokusingaperi
2
Nokuti nyama yangu ndizvo zvokudya zvezvokwadi neropa rangu zvekunwa zvezvokwadi
3
Baba vapenyu sezvavakandituma neni ndichararama naBaba
4
Ichi ndicho chingwa chakaburuka kudenga anodya chingwa ichi achararama nokusingaperi
Chorus
All Garai nesu mutifambise sehama nehama dzinoparidza rudo rwenyu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.