A. Gumbo
Chorus
M: Mambo Yesu musoro wekirike V: S/A Kirike rimwe chete rine musoro unoonekwa pano pasi idzvene rakatekeshera B --- Rimwe chete unoonekwa pano pasi ravapostori --- tekeshera
1
Ndimi Kristo mwanakomana waMwari mupenyu
2
Simon mwana waYowani akakomborerwa
3
Nokuti haisi nyama neropa zvakuzivisa izvi
4
Asi ndiBaba vangu vari kudenga
5
Ndichakupa kiyi dzoumambo hwedenga
6
Chipi nechipi chauchange wasunungura pasi pano chichasunungurwawo nokudenga
Chorus
S/A Ndiwe Pita paruware uru --- kirike rangu masimba orufu haachazorikurira B Ndiwe Pita paruware uru ndichavaka kirike rangu masimba orufu haachazorikurira
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.