Bhaibheri

Mbiri YaMwari Yapenya

Catholic · Nziyo · 434

R. Ronganai

Chorus

M: Mbiri yaMwari yapenya V: All Mbirii yaMwari yapenya pamusoro pedu-u Alleluyaa yapenya yaapenya mbiri yaMwari yapenya pamusoro pedu

1

Vhenekera Yerusarema nokuti chiedza chako chakasvika

2

Rima rakafukidza nyikaa asi mbiri yaMwari yakaonekwa pamusoro payo

3

Marudzi achauya kuchiedza chakoo namadzimambo kumbiri yakabudirira

4

Mambo achava kwauri chiedza chisingaperii naMwari wako kunaka kwako

5

Zuva rako harichazovirii mwedzi wako haungatapudzwi

Chorus

All Nokuti Mambo achava chiedza chako chisingaperi mazuva okuchema kwako achaguma

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.