Bhaibheri

Mhoroi Mai Maria

Catholic · Nziyo · 437

Sr Mary Mandeya (HLMC)

Chorus

M: Mhoroi mai Maria Mhoroi V: S/A Amai muzere netsitsi muzere tsitsi ndimi botero tarisiro yedu tinodedera takavirimira Mwari B Muzere ne-tsitsi muzere ndimi botero --- yedu tinodedera takavirimira Mwari

1

Tochemera kwamuri mhai tireverereiwo

2

Murevereri wedu tarisai isu vatadzi nameso enyu etsitsi

3

Mugotisvitsawo kuna Yesu Mambo wokudenga

Chorus

S/A Mutichengete tose tose murupenyu rwedu pasi pano B --- Chengete tose mhai pasi pano

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.