S. Mubayiwa
Chorus
M: S/A Mufaro waMaria-a pakuberekwa kwaYesu V: S/A Maria akava nomufaro mukuru chose kubata mwanakomana waMwari mumaoko ake B Maria akava nomufaro mukuru kubata mwana waMwari mumaoko
1
Iwe mwanakomana waMwari uri mwana woura hwangu
2
Mwana wangu uri mununuri wapasi pose
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.