J.V. Chinondo
Chorus
Part 1: M: S/A Mugariro Unofadza Mwari V: S/A Rambai muchidanana norudo rwehama nehama --- musakangamwe kugamuchira vaenzi – nokuti vamwe vaidaro vakazogamuchira Angere vasingazivi. Yeukai mugariro unofadza mwari B --- Rambai muchidanana norudo-ho, rweha-ma ne-ha-ma musakangamwe va-e-nzi vakazogamuchira Angere-e vasingazivi --- Yeukai mugariro unofadza Mwari Part 2: S/A Gutsikanai nezvamuinazvo nokuti Mwari pachake ndiye akati --- handimbokusiyai muri moga --- handizombokuregai makadaro – Mwari ndiye muyamuri wangu handichatya B --- Gutsikanai nezvamuinazvo gutsikanai-hi handimbokusiyai muri moga ---handizombokuregai makadaro Mwari --- ndiye muyamuri wangu handichatya. Part 3:
1
Yesu Kristo vanezuro, ndiyewo vanhasi, ndiyezve wa-rini narini wose.
2
Yeukaiwo avo vari kutambudzika, muzviite imiwo semi muri kutambudzika.
3
Yeukaiwo avo vaikupari-dzi-ra-i shoko raMwari --- mugotevedzera kutendeka kwavo.
4
Chinhu chakana-ka kuti mwyo yenyu isimbaradzwe negirasiya raMwari
Chorus
S/ A: Musakangamwe zvokuitira va-mwe. Mwoyo chena, nokugoverana navamwe zvamuinazvo-ho. Ndizvo zvinofadza Mwari-hi, Yeukai mugariro unofadza Mwari B --- Musakanganwe-e musakanganwe-he --- zvokuitira vamwe moyo chena --- Ndizvo zvinofadza Mwari-hi --- Yeukai mugariro unofadza Mwari
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.