J.K. Dzingai
Chorus
Part 1: M: Mugamuchireiwo V: All Susukidzai mweya wake kuna Nyadenga susukidzai, susukidzai mwana uyu kuna Mwari
1
Imi vasande vaMwari uyai kuzomubatsira
2
Imi vangere vaMambo uyai kuzomugamuchira
3
Kristo imi mamudana mugamuchirei
4
Imi vangere, muisei pachipfuva chaAbrahama Part 2:
Chorus
M: Imi masara V: All Garai makagadzirira garai makagadzirira
5
Ndiani anoziva nguva yaachadaidzwa
6
Angava mangwanani hapana anoziva
7
Angava masikati hapana anoziva
8
Angava manheru hapana anoziva
9
Kana mambakwedza hapana anoziva
10
Kana mashambanzou hapana anoziva
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.