F.Shamwari
Chorus
M Munzwa mumuviri V: S/A Ndakapihwa munzwa munyama yangu, nhume yasatani indirove, kuti ndirege kuzvikudza, ndakapihwa munzwa munyama yangu B --- Munzwa munyama yangu, indirove kunyanya kuzvikudza, munzwa munyama yangu
1
Kwenguva nhatu ndakanamata kunaTenzi ndichikumbira kuti chirwere \ ichi chibviswe
2
Asi iye akandipindura achiti nyasha dzangu kwauri dzakakwana
3
Nokuti simba rangu iguru kwazvo pamunhu anoutera
4
Saka ndinofara zvikuru ndichifarira hutera hwangu
5
Nokuti ndadzikinurwa nesimba raKristo
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.