Z.C. Terere
Chorus
M: Muponesi wangu Yesu Kristo V: All Mabvisa matadzo angu – mwoyo wangu wafara – rudo rwenyu kwandiri rukuru handidi kukutadzirai pakare
1
Baba vokudenga zvino munofadzwa neni nokutii ndacheneswa
2
Hamuchaoni chinhu chakaipa mandiri makatumira pasi mwanakomana wenyu Yesu
3
Nhasizve ndinoda kutenda rudo rwenyu mundichengete mundiperekedze
4
Amai Maria batai ruoko rwangu ndifambe zvakanaka pamwe chete nemi
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.