B. Chimoyo
Chorus
M: S/A Muranda asiri iye muridzi we hwai anotiza makwai...... Ishe Jesu ndivo mufudzi akanaka anofira hwai dzake... V: All Kana mhumi youya---aaa. B Ishe Jesu anoti V:S Ini ndiri mufudzii, mufudzi wakanaka, ndiri mufudzi wakanaka-a-a mufudzi ane rudo. A Ini ndiri mufudzii, mufudzi wakanaka, ndiri mufudzi wakanaka ndini mufudzi ane rudoo. B Ndiri mufudzi wakanaka, ndiri mufudzi ane rudo, ndini wakanaka, mufudzi ane rudo T Ndiri mufudzi, mufudzi wakanaka mufudzi, mufudzi, ane rudoo Chorus 1: T: Kana ndingashevedza makwai angu anonditevera ini, anonditevera S/ A --- Makwai angu inini anonzwa izwi rangu, makwai angu-u, anonzwa izwi rangu B --- Makwai angu inii anonzwa izwi rangu, anonzwa izwi rangu, makwai angu inii Chorus 2: S Hakuchina munhu achamabvuta, mumaoko angu mumaoko angu naBaba A Hakuchina munhu achamabvuta, mumaoko angu naBaba T --- Hakuchina munhu achamabvuta, mumaoko angu, naBaba B --- Hakuchina munhu achamabvuta, mumaooko angu, naBaba
1
Baba vakandipa makwai aya ndivo vakuru-u vakurukuru kupinda vose
2
Ndakauya kuti ndidzipe hupenyu hupenyu husingaperii, hupenyu hwakanakaa, husingaperii
3
Ndine dzimwe hwai dzisiri mudanga rino, ndinoda kuti dzigonzwawo i-izwi ranguu hwai dzanguu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.