Bhaibheri

Musoro WeKirike Mambo Yesu

Catholic · Nziyo · 498

S. Mushete

Chorus

Part 1: M Musoro weKirike Mambo Yesu Kristo Muvambi weKirike Mambo Yesu Kristo V:S/A Tinokumbira kwamuri Mambo kuti mumire padivi romufudzi wedu-u Sekuru ... sokuda kwenyu avhenekerwe nokusimbiswawo nemi B Tinokumbira kwamuri Mambo mumire padivi romufudzi --- Sekuru ... sokuda kwenyu avhenekerwe nokusimbiswa nemi Mambo T Tinokumbira kwamuri Mwari Mambo tinokumbira kwamuri mumire padivi pake avhenekerwe avhenekerwe nemi Part 2:

Chorus

M Mwari tinovatenda S/A/T Tinovatenda pamusoro pamakomborero avakatipa mudunhu redu kubva paravambwaa takapiwa chipo chavaPristi navapikiri vanoshanda mubindu ravo B Tinovatenda Mwari --- pamakomborero ayo avakatipa mudunhu redu kubva paravambwa takapiwa chipo chavaPristi navapikiri vanoshanda mubindu ravo

1

Asi chipo chikuru ndecho muBhishopi mufudzi achafudza hwai dzavo

2

MuBhishopi achagadza vaPristi achasimbisa nokutungamira pamuteuro wemisa Part 3:

3

Mwari Baba imi munamasimba ose ipai muranda wenyu uyu (Zita) gomborero renyu

4

Imi moga munoita zvishamiso zvikuru ipai muranda wenyu uyu (Zita), gomborero renyu

5

Neboka rake rose ipa muranda wenyu uyu (Zita), gomborero renyu

6

Akufadzei nezvechokwadi atitungamirire tose kumufaro isingaperi

Chorus

S/A --- Gomborero pamusoro pakee naisai Mambo naisai gomborero x2 B Naisai gomborero naisai Mambo naisai Mambo naisai gomborero T Naisai gomborero naisai Mambo pamusoro pake

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.