Bhaibheri

Muti Wakanaka

Catholic · Nziyo · 499

C. Maturure

Chorus

M: S/A Muti wakanaka V: All Unobereka michero yakanakaa, muti wakaipa unobereka michero yakaipa, vanhu vanoziva muti nokuda kwemichero yaunobereka

1

Munhu akanaka anotaura zvinhu zvakanaka zvinobva mupfungwa dzake dzakanaka – zvino ndinoti kwamuri ...

2

Munhu akaipa anotaura zvinhu zvakaipaha zvinobva mupfungwa dzake dzakaipa – zvino ndinoti kwamuri ...

Chorus

All Imi vana venyoka mungagona seiko kutaura zvinhu zvakanaka, imi muri vanhu vakaipa

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.