Bhaibheri

Ah Yesu She Tava Vana Venyu

Catholic · Nziyo · 5

Sr Martin Chikosha (LCBL)

Chorus

M: S/A Ah! Yesu She tava vana venyu V: S/A Tarirai hwai yakarasika kare, iteverei isunungurei muzviteyo zvayo Inunurei muikwevere kumwoyo wenyu musande Igare ichikuteverai imi mufudzi wakanaka B Ah! Yesu She --- hwai yakarasika kare imi mufudzi --- muzviteyo zvayo Inunurei muikwevere kumwoyo wenyu musande Ah! Yesu She igare ichikuteverai --- imi mufudzi wakanaka

1

Yesu wadiwa tinoda kuzvinyoresa patsva, tava vana venyu.

2

Kumwoyo wenyu musande, tava vana venyu.

3

Tinoda kuve venyu narini, tava vana venyu.

4

Mutinyore pakare --- muraire vatenderi venyu, tava vana venyu.

5

Vapikire pakare patsva rudo rwavo kwamuri, tava vana venyu.

6

Vafunde zvechido chitsva kwamuri, tava vana venyu.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.