Bhaibheri

Mutireverere Maria

Catholic · Nziyo · 500

Sr Elizabeth T. Ngun'u (SJI)

Chorus

M: S/A Mutiverere Maria, amai vedu V: S/A Maria amai vedu-u, mutireverere Maria Amai vedu, mutireverere Maria, amai vedu B Amai vedu-u, Maria amai vedu, Mutirevererewo, amai vedu

1

Chitererai vana venyu, Maria amai vedu

2

Mwoyo unobhururuka, kunemi uchienda, Maria amai vedu

3

Kumusoro kwenyenyedzi, dziri kure kure-e Maria amai vedu

4

Mutibatsire taneta, hatina-a simba hedu, Maria amai vedu

5

Imi munotisimbisa, tingasvike denga, Maria amai vedu

6

Tingamude Yesu Kristo, tifunde zvenduramo, Maria amai vedu

Chorus

S/A Mutireverere Maria, amai vedu B Mutirevererewo amai vedu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.