Bhaibheri

Mwari Akatuma Dama Rakanaka

Catholic · Nziyo · 523

V.T. Mukweva

Chorus

M: Mwari akatuma dama rakanaka V: All Rorugare dama rakanaka, kana monzwa inzwi rake musazoomesa mwoyo yenyu, musazowomesa mwoyo yenyu

1

Ndipindureiwo kana ndichidana kwamuri Mwari mururamisi wangu

2

Ndakati ndamanikidzwa makandidzivirira

3

Mwari ndiitireiwo tsitsi nokunzwa munamato wangu

4

Nhai vanhu mwoyo yenyu ichaomarara kusvikira rini muchada zvisina maturo nokukwasha zvenhema kudzamara rini

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.