Bhaibheri

Mwari Akatuma Dama

Catholic · Nziyo · 522

Sr Redempta

Chorus

M Mwari akatuma V: S Dama rinouyiswa naYesu Kristo Mwari akatuma akatuma dama rorugare B Akatuma akatuma dama rorugare-e dama rakanaka dama rorugare

1

Ndipindureiwo kana ndichidana kwamuri Mwari mururamisi wangu ndakati ndamanikidzwa makandidzivirira

2

Mwari ndiitireiwo tsitsi nokunzwa munamato wangu

3

Nhai vanhu mwoyo yenyu ichaomarara kusvikira rini muchada zvisina maturo nokukwasha zvenhema kudzamara rini

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.