Bhaibheri

Mwari Baba Imi Nyakugara Narini

Catholic · Nziyo · 535

V. Kudumba

Chorus

M: S/A 1. Mwari Baba imi nyakugara narini Tenzi 2. Muna masimba ose Tenzi V: S/A Dokomboreraiwo mabiko edu Tenzi, mugokomborerawo isu tose, taungana pano nhasi. Titariseiwo kuti parege kuva nebopoto, nemheremhere. B Dokomboreraiwo mabiko edu Tenzi, mugokomborerawo isu, taungana nhasi. Titariseiwo parege kuva nebopoto, nemheremhere.

1

Zvinhu zvose zvakanaka zvinobva kwamuri nokuperera mamuri.

2

Tenzi Jeeesu Kristo tisvitsireiwo izvi kuna Mwari Baba Amen.

Chorus

S/A Dokomboreraiwo mabiko edu Tenzi, mugokomborerawo isu tose, taungana pano nhasi. B Dokomboreraiwo mabiko edu Tenzi, mugokomborerawo isu, taungana nhasi.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.