T. Koza
Chorus
M Mwari Baba makandisika V: S/A Makandisika kuti ndikudei ndigokuitirai Mwari makanaka musina mugumo B Makandisika kuti ndikudei ndigokuitirai nomwoyo wose makanaka musina mugumo
1
Makandipa zvipo zvakawanda makanditumira mwana wenyu
2
Makanditumira mwana wenyu kuzondinunura
3
Asi ini ndakaramba rudo rwenyu
4
Ndakaramba nokuzvidza mitemo yenyu
5
Ndinzwireiwo tsitsi Baba ndiregererei
Chorus
S/A Pindutsai moyo wangu ndipupurire chitendero changu B Pindutsai moyo wangu --- chitendero changu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.