Sr Lioba Gana (LCBL)
Chorus
M: S/A Mwari Baba ndibatsireiwo V: All Baba ndisimbiseiwo kuti ndikurire zvakaipa zvose – mandiri mune mapangiro akaipa – mapangiro aya anondikwevera kurutadzo – mweya wangu unorwadza chose ndinochemera rubatsiro rwenyu.
1
Mwari Baba kune zvinhu zvandisingagoni kuudza vamwe kunze kwenyu chete.
2
Mundizadze norudo ndiseme rutadzo.
3
Ndinokumbira izvi muzita romwanakomana wenyu Yesu.
4
Kusvika zvino ndakaramba zvakaipa.
Chorus
All Ndisimbiseiwo kuti ndikurire zvakaipa zvose.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.