S. Nyamajenjere
Chorus
M Mwari Baba ndigonesei V:All Ndigonesei kukunda kuzvikudza kwangu mumwoyo mangu ndinoziva kuti ndinoruta Mwari ndigonesei kukunda kuzvifunga
1
Handitendi vamwe kana ndabatsirwa navo
2
Ndinoda kuti zvinhu zvose ndezvangu
3
Ndinoda kuti vamwe vandibatsire
4
Ndinokumbira kuna vamwe kupfuura zvandinovapa
Chorus
All Ndibatsiriewo kuti ndizvininipise uye kuti ndifunge vamwe nokuyamura vamwe
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.