F.K. Dzingai
Chorus
Part 1: M: S/A Mwari Baba ndigonesei kuzvidukupisa V:S/A/T Mwari ndigonesei kukunda -- kuzvifunga --- nokuzvikudza --- kwangu ndinoziva ndinoruta --- ndinoda kuti zvinhu zvose zvinzi ndezvangu B --- Ndigonesei kukunda kuzvifunga kuzvifunga nokuzvikudza --- kwangu ndinoziva --- ndinoruta --- kuti zvinhu zvose --- ndezvangu Part 2: 1.Ndinoda kuti vamwe vandishandire handitendi kana ndabatsirwa navo 2.Ndinokumbira kuna vamwe zvinhu zvizhinji kupfuura zvandinovapa 3.Mundiratidze tsika nechipiyaniso chomwanakomana wenyu Yesu Kristo akazviita muranda wavanhu vose S/A Ndibatsireiwo kuti ndizvininipi-se ndifunge nokuyamura va-a-mwe ndizvo zvandinokumbira kwamuri Mwari Baba B/T Ndibatsireiwo ndizvininipise ndifunge nokuyamura vamwe ndizvo zvandinokumbira Mwari Baba
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.