Bhaibheri

Mwari Mambo Ngaarumbidzwe

Catholic · Nziyo · 578

C. Chinyada

Chorus

M:S Mwari Mambo ngaarumbidzwe Kudavira & Chorus: V:S Ngaarumbidzwe Mwari Mambo ngaarumbidzwe Mwari Mambo ngaar umbidzwe Mwari Mambo Alleluya B Mambo Mwari ngaarumbidzwe --- Mwari Mambo ngaarumbidzwe --- Mwari Mambo Alleluya

1

Ndudzi dzose dzichatya zita rake akafuka umambo

2

Denga rinoparidza kururama kwake marudzi ose achaona mbiri yake

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.