V.S. Muzeza
Chorus
M: S/A Chiiko chingatiparadzanisa norudo-o rwaMwari V: S/A Matambudziko nyatwa kuvengwa nzara kana urombo-o pfumvu kana rufu here kwete hakuna chinhu chingatiparadzanise norudo rwaMwari B Matambudziko nyatwa-ha kuvengwa kana urombo-o pfumvu kana rufu kwete hakuna chinhu chingatiparadzanise norudo rwaMwari
1
Ko rufu kana rupenyu kana vatumwa vaMwari kana masimba anotonga zvokudenga zvingatiparadzanise naMwari here-e?
2
Zvingava zvinhu zvichauya zviri kumatenga kana zviri pasi pasi zvingatiparadzanise naMwari here-e?
3
Chingava chinhu chakasikwa saRusifa ichi satani chingatiparadzanise naMwari here-e?
Chorus
All Kwete hakuna chinhu chingatiparadzanise norudo rwaMwari
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.