Fr. B.K.H. Mukumba
Chorus
M: S/A Mwari ndimi makasika vanhu vose... M: S/A Mwari ndimizve munovaponesa – ndimi – makasika vanhu vose --- in gonzwaiwo; ingonzwaiwo --- kuchema kwedu Mwari B --- Ndimizve ndimi Mwari ndimi --- Mwari ndimi --- makasika vanhu vose --- ingonzwaiwo --- ingonzwaiwo kuchema kwedu Mwari...
1
Mwari-i regererai mwana wenyu uyu zvaakakutadziraii zvose ...
2
Mwana wenyu Yesu Kristo akatambudzika muGetsemani kuti mwana wenyu uyu awane upenyu husingaperi...
3
Mwana wenyu Yesu Kristo akapurwa neshamhu, kuti mwana wenyu uyu awane upenyu husingaperi.
4
Mwana wenyu Yesu Kristo akafa pachipiyaniso kuti mwana wenyu uyu awane upenyu husingaperi.
5
Kristo Mambo wedu tisitsvireiwo chichemo ichi kuna Mwari Baba Amen.
Chorus
S/A Regererai mwana wenyu uyu zvaakakutadzirai --- zvose agare nemi --- agare nemi Mambo-o --- agare nemi Mambo-o --- mune tsitsi. B Regererai mwana wenyu uyu zvaakakutadzirai ... zvose ... chimuga muchirai-I agare nemi mambo mune tsitsi.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.