N.A. Mabwe
Chorus
M: S/A Mwari mwoyo wangu unosuwira V: S/A Mwoyo wangu unosuwira kugamuchira Yesu nokumugumbatira – chim bidzai kuuya Yesu mupinde mumwoyo mangu unotsva nokuda imi Mambo. B Mwoyo wangu unosuwira kugamuchira – Yesu nokumugumbatira – chim bidzai kuuya Yesu mupinde mumwoyo mangu – u-unotsva nokuda imi Mambo.
1
Mwari wangu Mwambo wedenga napasi munopinda muneni mutadzi.
2
Mwoyo wangu unongoshama kwazvo kugamuchira muridzi wazvose.
3
Mambo chenesai mwoyo wangu kuti mude kuppinda muneni.
4
Mambo mukuwidze rudo mumwoyo mangu ndinokumbira ndidei saamai Maria.
Chorus
S/A Uyai kwandiri Yesu wangu ndinokusuwai ndinokuchemerai chimbidzai kupinda muneni. B --- Yesu wangu ndinokusuwai – ndinokusuwai chimbidzai kupinda mu neni.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.