R. Tonganai
Chorus
M: Mwari ngaarumbidzwe kudenga denga V: S/A Mwari ngaarumbidzwe kudenga, ngaarumbidzwe kudenga-dengaha. Pasi pano vagaarike vaakanzwira tsitsi, ngaarumbidzwehe Ngaarumbidzwehe B: Mwari ngaarumbidzwe kudenga, ngaarumbidzwe Mwarii kudenga, pasi pano vagaarike vaakanzwira tsitsi, Nga-arumbidzwe ngaarumbidzwe
1
Tinokutendai pamusana pamabasa enyuu makuru anoshamisa
2
Tinokuomberai Mwari Mambo imi Mambo wedenga Mwari Baba wamasimba ose
3
Tinokuomberai MaamboYesu Kristo mwanakomana mumwe chete
4
Mwari Mambo hwayana yaMwari mwanakomana waBaba
5
Imi munobvisa matadzo apasii tinzwireiwo tsi-tsi
6
Imi munobvisa matadzo apasii donzwaiwo zvichemo zvedu
7
Imi mugere kurudyi rwaBaba tinzwireiwo tsitsi
8
Nokuti ndimi moga musandesande ndimi moga Mambo
9
Ndimi moga mukurukuru Yesu Kristo imi naMweya Mutsvenehe
10
Ndimi mune mbiri pamwe naMwari Babaa pamwe naMwari Baba Amen
Chorus
All Tinokukudzai, Tinokuimbirai-i, Tinokupfugamirai Tinokurumbidzai
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.