C. Chisi
Chorus
M: Mwari ngaarumbidzwe kudenga Ngarumbidzwe kudenga Kudavira & Chorus: All Pasi pano vagarike vaakanzwira tsitsi
1
Tenzi mungachirega muranda wenyu zvino achienda norugare
2
Nokuti meso angu aona ruponeso rwenyu rwamakagadzirira ndudzi dzose dzavanhu.
3
Chiedza chokuvhenekera vokunze nomukurumbira wavanhu venyu vaIsiraeri
4
Vakudzwe baba nomwanakomana namweya musande
5
Sezvakanga zviri pakutanga nazvino nakare kose kwemisi isingaperi Amen
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.