Bhaibheri

Mwari Ngaatikomborere

Catholic · Nziyo · 613

A. Korofati

Chorus

M: S/A 1. Mwari ngaatikomborere 2. Ngaatikomborere V: S/A Mwari ngaatinzwire nyashaa atikomborere-e ngaativhenekere nechiso chake kuti nzira yake noruponeso rwakee ruzivikanwe pakati pe ndu-dzidzose B Ngaatinzwire nyasha atikomborereee --- ativhenekere – nechiso – chake – kuti nzira yaake noruponeso ruzivi kanwe --- nendudzi dzose

1

Vanhu ngavakurumbidzei imi Mwari vakurumbidzei vose pamwe chete.

2

Ndudzi ngadzifare nokupururudza, nokupururudza ha no mufaro

3

Munotonga nokutungamiraha nokutungamirira zvakarurama

Chorus

S/A Ngaativhenekeree --- atikomborere T/B Ngaativhenekere Mwari atikomborere

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.