Bhaibheri

Mwari Ngaave Nesu Misi Yose

Catholic · Nziyo · 614

C. Chinyada

Chorus

M: S/A Mwari ngaave nesu misi yose V: S/A Mwari worugare ngaave nesu misi yose Worugarehe ngaave nesu misi yose B Mwari worugare ngaave nesu misi yose Mwari worugare – worugare – ngaave nesu misi yose

1

Uti kuna Mambo Mwarihii ndimi utiziro hwangu nenhare yangu Mwari wangu wangu wandinovimba naye

2

Nokuti ndiye anokusunungura kuzviteyo zvomuvhimii anokuponesa pahosha dzinouraya zvikuru

3

Ndiyewo anokufukidza neminhenga yake kuti ugotizira pasi pamapapiro ake

4

Kutendeka kwake inhowo yako haufaniri kutya zvinobvundisa zvousiku

Chorus

B Mwari achiti – Mwari achiti ndichamurwira zvaanoziva zita rangu S/A --- Zvaanondinamata ndichamuponesa ndichamurwira zvaanoziva zita rangu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.