J. Makoni
Chorus
M: S/A Chinzwai zvinodikanwa naTenzi V: S Kuita zvakarurama --- kuratidza rudo nguva dzose --- uye kugara tiine hukamaa --- hwakanaka naMwari wedu B -- Zvakarurama -- kuratidza rudo nguva dzose -- kugara -- tine hukama --- naMwari wedu
1
Teererai munzwe imi vanhu, imi vanhu vose
2
Kutya Mwari ndihwo uchenjeri, uchenjeri chaihwo
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.