Bhaibheri

Mwari Vanoti

Catholic · Nziyo · 634

M.J.P.N. Mushuku

Chorus

M: Mwari vanoti V: S/A Mumba mangu muchanzi mokunamatira, muchanzi mumba mokunamatira B Mokunamatira, mokunamatira umu muchanzi mumba mokunamatira

1

Ani naani anokumbira ari imomo

2

Ari imomo ndiye anopiwa

3

Anotsvaga anowana

4

Anogogodza ndiye anozarurirwa

5

Uyai tiimbire Mwari

6

Ngatipururudze dombo roruponeso rwedu

Chorus

S/A Mokunamatira, muchanzi mumba mokunamatira B Mokunamatira, umu muchanzi mumba mokunamatira

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.