Bhaibheri

Mwari Wakanaka

Catholic · Nziyo · 635

Sr Martha Chrysostoma Muza (LCBL)

Chorus

M: Mwari wakanaka Wakanaka V: S/B Mwari wakanakaa, wakatiponesa mukuru, Mwari mukuru wakanaka wakatiponesa tinofara T Mwari wakanaka mukuru Mwari mukuru wakanaka wakatiponesa tinofara

1

Handingakusiyii muri nherera, ndinoenda ndichadzokera kwamuri

2

Kana takamutswa pamwe naKristo, chitsvagai zviri kumusoro

3

Mwari anobata ushe hwendudzi dzose, Mwari agree pachigaro chake choushe

4

Imi muri rudzi rwakasharwa, kuti muparidze kunaka kwaMwari

5

Mwari akakuwanirai, makabva parima

6

Makawana mwenje waMwari, norupenyu rwake

7

Vakudziwe Baba noMwanakomana naMweya Musande

8

Sezvakanga zviri pakutanga nazvino nakare kose, nemisi isingaperi Amen

Chorus

All Mwari mukuru wakanaka wakatiponesa tinofara

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.