Pius J. Mubako
Chorus
M: Mwari wangu V: All Mandisiireiko, Mwari wangu mandisiireiko, Mwari wangu Mwari wangu.
1
Munomirireiko kure pakundibatsira, napamashoko okuchema kwangu?
2
Ndinodana masikati asi hamupinduri, nousiku asi handiwani zororo.
3
Ini ndiri honye, handizi munhu, ndiri chinhu chinozvidzwa navanhu
4
Regai kuve kure neni nokuti njonzi iri pedyo
5
Ndakaiswa kwamuri kubva ndichiri mudumbu
6
Ndimi Mwari wangu, kubva ndichiri pazamu ramai vangu
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.