T.M. Dunduru
Chorus
M: Mwari wangu, Mwari wangu V: S/A Ndinokumbira kuregererwa --- zvandakakutadzirai B --- Kuregererwa-a zvose kutadzirai
1
Nokuti anokodzera chirango chenyu chinobvundisa
2
Nokuti akasakisa kuti muponesi wangu Yesu Kristo arovererwe pachipiyaniso
3
Asi zvikuru nokuti akakutadzirai imi makanaka zvisina mugumo
4
Ndotsunga zvakasimba ndichibatsirwa negirasiya renyu
5
Kurega kukutadzirai pakare nokuvenga zvose zvinondifurira kukutadzirai
6
Amen, Amen, Amen, Amen, Amen.
Chorus
S/A Ndinopfidza matadzo angu, matadzo angu ose-ose Ndinoasema kupinda zvose zvose B --- Matadzo angu matadzo angu ose ose ndinoasema kupinda zvose zvose
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.