M. Marimazhira
Chorus
M: S/A Mwari wangu ndinzwireiwo tsitsi-i V: S/A/T Ndakakutadzirai-i ndakaita chinhu chinhu chakaipa-a ndakaberekerwa-a mumatadzo-o B Ndakakutadzirai imi --- chinhu chakaipa-a ndakaberekwa Ndakaberekwa mumatadzo
1
Ndishambidzei kwazvo pakusarurama kwangu
2
Mundinatsewo Mwari pachitadzo changu
3
Tarirai ndakaberekwa mumatadzo
4
Mai vangu vakandinamba mumatadzo
5
Sikai mukati mangu mwoyo wakachena Mwari
6
Isai mukati mangu mweya mutsva wakasimba
Chorus
B Mambo ndishambidzei, ndishambidzei ndichene Ndichenesei ndichenese ndichene S/A/T --- Ndishambidzei ndichene, ndichene ini ndichene (x2)
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.