Bhaibheri

Mwari Wangu Ndinokudai

Catholic · Nziyo · 645

A.S. Mapurisa

Chorus

M: S/A Mwari wangu ndinokudai Ndinokudai nomoyo wangu wose V: S/A Ndinokudai ndinokudai Mwari wangu-u ndinokudai nomoyo wangu wose nokuti makanaka –a --- makanaka Mwari, makanaka-a munokodzera kudiwa kwazvo. B Ndinokudai ndinokudai Mwari nomoyo wangu wose --- nokuti makanaka makanaka Mwari makanaka, munokodzera kudiwa kudiwa kwazvo.

1

Ndinokudai Mwari wangu ndinokudai kupinda zvose.

2

Nokuda kwenyu ndinoda vamwe sokuda kwandinozviita.

Chorus

S/A Nokuti makanaka –a --- makanaka Mwari makanaka –a Munokodzera kudiwa kwazvo. B Nokuti makanaka makanaka Mwari makanaka Munokodzera kudiwa kudiwa kwazvo.

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.