Bhaibheri

Mweya Wangu Unogarira Mwari

Catholic · Nziyo · 663

S. Gamuchirai Wenzeri

Chorus

M: 1) Mweya wangu unogarira Mwari woga... 2) Unogarira Mwari woga S Mweya wangu-u Mweya wangu....... Unogarira mwari woga............. Ndiko kunobva ruponeso rwangu..... Dombo rangu nomuponesi wangu..... B: Mweya wangu, mweya wangu- Mweya --- garira Mwari woga – kwaari — kuponeswa kwangu ndiye – Mwari—nomuponesi wangu.......

1

Mwari ndiye shongwe yangu, yakakwirira

2

Ndakatarisa kwamuri, senyika isina mvura

3

Kuti ndione simba renyu netsitsi dzenyu

4

Ndichakutendai, ndichirimupenyu

Chorus

B Mwari wangu Mwari S/A Ndinokutsvagai siku nesikati....... Mweya wangu unenyota kwamuri...... Nyama yangu inokusuwai-i....... Ndichakutendai, ndichiri mupenyu...... B: Ndinokutsvagai --- siku – nesikati....... Mweya wangu Unenyota kwamuri Mweya.... Inokusuwai nyama....... Ndichakutendai, ndichiri mupenyu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.