Bhaibheri

Mweya Wangu Unogarira Mwari

Catholic · Nziyo · 664

C. Chawasarira

Chorus

M: S/A Mweya wangu V: S/A Unogarira Mwari woga kwaari ndiko kunobva kuponeswa kwangu ndiye oga dombo rangu handimbovhunduki nomuponesi wangu B Unogarira Mwari woga kwaari ndiko kunobva kuponeswa kwangu --- dombo rangu shongwe yangu nomuponesi wangu B Mweya wangu V: All Garira Mwari B Zvirokwazvo V: All Vimba nayee nguva dzose

1

Mwari ndimi Mwari wangu, ndinokutsvagai siku nesikati

2

Mweya wangu une nyota kwamuri, nyama yangu inokusuwai

3

Ndakatarira kwamuri senyika, senyika-a isina mvura

4

Kuti ndione simba renyu, simba renyu netsitsi dzenyu

5

Miromo yangu ichakurumbidzai, ndichakutendai ndichiri mupenyu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.