Bhaibheri

Ndakatsvaga Vavaraidzi

Catholic · Nziyo · 686

W. Makumbe

Chorus

M Ndakatsvaga vavaraidzi V: All Vavaraidzi asi kwakanga kusina munhu

1

Kushoorwa kwakaputsa mwoyo wangu, ndaremerwa kwazvo

2

Isai joko rangu pamusoro penyu, mudzidze kwandiri

3

Uyai kwandiri imi mose makaneta makaremerwa, ini ndichakuzorodzai

4

Ndakaona mvura ichibuda, parutivi rworudyi rweimba yaMwari

5

Avo vakadonherwa nayo, ivo vose vakaponeswa

6

Kana munhu ane nyota, ngaauye kwandiri kuti anwe

7

Kana muchinwa mvura yandinokupai, hamuchazovi nenyota nokusingaperi

8

Pane chido norudo, Mwari aripowo

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.