L. Mukosera
Chorus
M Ndakatsvaga vavaraidzi V: S/A Ndakatsvaga vavaraidzi asi kwakanga kusina munhu ndakatsvaga va varaidzi kwakanga kusina munhu B --- Vavaraidzi kwakanga kusina ndakatsvagaa kwakanga kusinaa
1
Kushoorwa kwakaputsa mwoyo wangu, ndaremerwa kwazvo
2
Isai joko rangu pamusoro penyu, mudzidze kwandiri
3
Uyai kwandiri imi mose makaneta makaremerwa, ini ndichakuzorodzai
4
Ndakaona mvura ichibuda, parutivi rworudyi rweimba yaMwari
5
Avo vakadonherwa nayo, ivo vose vakaponeswa
6
Kana munhu ane nyota, ngaauye kwandiri kuti anwe
7
Kana muchinwa mvura yandinokupai, hamuchazovi nenyota nokusingaperi
8
Pane chido norudo, Mwari aripowo
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.