Bhaibheri

Ndichaimbira Tenzi

Catholic · Nziyo · 695

Fr A. Maringe

Chorus

M: S Ndichaimbira Tenzi nokuti akabudirira zvikuru V: All Tenzi ndiye simba rangu, ndiye Mwari wangu ndichamurumbidza ndiye wandichakudza

1

Rudyi rwenyu imi Tenzi rwakarumbidzwa nesimba rarwo

2

Tenzi ndiyaniko akaita semi pamukurumbira woutsvene

3

Inga munotyisa kwazvo pamabasa enyu anorumbidzwa

Chorus

S/A Makafambisa vanhu vamakadzikinura makavaperekedza kuugaro hwenyu huya B Makafambisa vanhu ava – nenyasha dzenyu --- nesimba renyu kuugaro hwenyu hunoera

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.