L. Kaseke
Chorus
M: Ndibatsirei Mwari Baba V: All Ndimi moga munorayira rupenyu norufu, ndibatsirei Mwari Baba, ndiri wenyu mundiregerere matadzo angu pane zvose zvinorwadza muviri nomweya ndibatsirei Mwari Baba
1
Ini handizivi nguva yangu, ingava duku ingava huru. Ndibatsirei Mwari Baba ...
2
Asi nguva dzose ndiri wenyu mundiregerere matadzo angu. Ndibatsirei Mwari Baba ...
3
Itai kuti ndione chipiyaniso chomwanakomana wenyu. Ndibatsirei Mwari Baba
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.