L. Hakireni
Chorus
M Ndimi Kristo Mambo V: All Ndimi mununuri Kristo Mambo makatiponesa
1
Ndimi Kristo, mwanakomana waMwari mupenyu
2
Ndimi inzwi akava munhu, akagara nesu
3
Ndimizve mwanakomana mumwe chete waBaba
4
Mambo chaiye wakafa, akamuka kuvafi
5
Ndimi Kristo agree kurudyi rwaMwari Baba
6
Mwana waMwari wakangoenzanawo naMwari
7
Ndimi nzira, ndimi zvirikwazvo, ndimi rupenyu
8
Makapiwa simba rose rokutonga naMwari
9
Ndimi Yesu Kristo, mufudzi wedu wakanaka
10
Makatifira mukanunura vanhu vose
Chorus
All Kristo Mambo, ndimi makatiponesa
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.