J. Makaure
Chorus
M: S/A Ndini chingwa choupenyu V: All Ndini chingwa ndini chingwa chingwa choupenyu anondidya haachaa zoziya ndini chingwa – chingwa choupenyu
1
Unyoro norunako zvichanditevera, anoporesa mweya wangu
2
Anondifambisa panzira dzakarurama, nokuda kwezita rake
3
Kunyange ndikafamba mumupata werima, handingatyi nokuti iye aneni
4
Tsvimbo yake inondinyaradza, anondigadzira dara pamberi pavavengi vangu
5
Akazodza musoro wangu mafuta, mukombe wangu unopfachukaa
Chorus
All Anondiradzikaa pasi pamafuro manyoroo anondisesedza pamvura inozo rodza
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.