Bhaibheri

Ndini Chingwa Choupenyu

Catholic · Nziyo · 721

Sr Lioba Gana (LCBL)

Chorus

M: Ndini chingwa choupenyu V: All Ndini chingwa choupenyu anondidya haachazoziya

1

Anondiradzika pasi pamafuro manyoro

2

Anondizorodza pamvura inozorodza

3

Unyoro norunako zvichanditevera, anoporesa mweya wangu

4

Anondifambisa panzira dzakarurama, nokuda kwezita rake

5

Kunyange ndikafamba mumupata werima, handingatyi nokuti iye aneni

6

Tsvimbo yake inondinyaradza, anondigadzira dara pamberi pavavengi vangu

7

Akazodza musoro wangu mafuta, mukombe wangu unopfachuka

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.