J. Munsaka
Chorus
M: Ndini chinkwa chipenyu – ndini chinkwa chobupenyu --- jana mulya nyama yangu nokunwa lopa langu munowana bupenyu Chorus 1: S/A Eya --- a --- a chokomende B Ndini chinkwa chipenyu chakabuluka chibva kudenga Madetembo 1: 1. Chokomede chokomede ndinoti kwamuli 2. Yoyo unolya nyama yangu nounonwa lopa langu anowana bupenyu M: Namwibo munoda kunda kani? Chorus 2: S/A She – she B Ndingenda kuna ani? Ndini chinkwa chakava kudenga Madetembo 2: 1.Matategulu edu akalya imana mugwa guiwana 2.Akalya imana koga akafa
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.