Bhaibheri

Ndinobvuma Kuti Ndakatadza

Catholic · Nziyo · 725

S.Nyamajenjere

Chorus

M Ndinobvuma kuti ndakatadza V:S/A Panemi Mwari Baba napanemiwo hama dzangu ndinobvuma kuti ndakatadza kwazvo B panemi Mwari muna masimba ini ndinobvuma Baba kuti ndakatadza kwazvo

1

Maria muvirigo ndinokumbira

2

Nemi vangere navasande vose ndinokumbira

3

Nemiwo hama dzangu ndinokumbira

Chorus

All Kuti mundirevere kuna Mwari Baba vedu

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.