J. Kaseke
Chorus
M Ndinoda kugara padyo penyu Mwari V: S/A Ndinoda kugara padyo penyu Mwari ndichiita basa ndichirara ndichifamba kure ndichigara mumba ndinoda kugara padyo penyu Mwari B Kugara padyo penyu Mwari imi basa ndichirara hongu Mwari ndinooda ndinoda kugara padyo penyu
1
Murupenyu rwangu nomukufa-a, mukufara kwangu nokutambudzika.
2
Hongu imi Mwari munozadza mwoyo wangu wose imi moga.
3
Makwana kuneni munopinda zvose-e, ndinoda kugara padyo penyu
4
Garayi padyo pangu musabvume ndipatsane nemi Mwari wangu.
Keep reading without a network
The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.