Bhaibheri

Ndinoda Kugara Padyo Penyu

Catholic · Nziyo · 730

E.N.M Dhliwayo Chimuti

Chorus

M: Ndinoda kugara padyo penyu V: All Mwari ndichiita basa ndichirara, ndichiita basa, ndinoda kugara padyo penyu

1

Ndichifamba kure, ndichigara mumba

2

Murupenyu rwangu nomukufa

3

Ndinoda kugara padyo penyu

4

Mukufa kwangu nomukutambudzika,

5

Ndinoda kugara padyo penyu

6

Makwana kuneni, munopinda zvose

7

Garai padyo pangu, musabvume ndipatsane nemi, Mwari wangu

8

Ndinoda kugara padyo penyu

Chorus

All Hongu, imi Mwari, munozadza, munozadza mwoyo wangu wose, imi moga

Keep reading without a network

The free app carries every book, every hymn and seven Bible versions on your phone.